Upenyu Hune Chinangwa hunokubatsira kunzwisisa hurongwa hwaMwari hunoshamisa pauri pano panyika hweupenyu husingaperi. Rick Warren achakutungamirira muhurongwa hwerwendo rwemweya rwemazuva makumi mana ruchakubatsira kupindura mubvunzo, “Chii chandiri pano panyika kuzoita?” Zuva roga roga uchadzidza zvakawanda maererano nemasikiro akatsaukana akakuita Mwari kuti uzadzise chinangwa chinongozadziswa newe chete.
Upenyu Hune Chinangwa hunopa huchenjeri hunobva muBhaibheri huchakudzidzisa kuti sei upenyu hwako huchikosha. Hunokudzidzisa kuti Mwari anoda sei kuderedza kushungurudzika kwako, kuti unangise simba rako, urerutse sarudzo dzako, nokukugadzirira zvoupenyu husingaperi. Urwu ruzivo rwakakosha zvisingagumi rucharamba ruchikusunda nekukukurudzira kurarama upenyu hune chirevo.
RICK WARREN ndiye mufundisi akaparura Chechi yeSaddleback iri kumaodzanyemba kweCalifonia ine mapazi mumadhorobba makuru akapoteredza pasi rose. Ndiye munyori we Upenyu Hune Chinangwa, icho chakaturikirwa mundimi dzakawanda uye chakatengesa zvinyorwa zvinopfuura makumi mashanu emamiriyoni muzvimiro hwakasiyana-siyana.
The Purpose Driven Life will help you understand God’s amazing plan for you here on earth and for eternity. Rick Warren will guide you through a 40-Day spiritual journey that will help you answer the question, “What on earth am I here for?” Each day you will learn more about how God uniquely created you for a purpose only you can fulfill.
The Purpose Driven Life offers wisdom from the Bible that will teach you why your life matters. It will show you how God wants to help reduce your stress, focus your energy, simplify your decisions, and prepare you for eternity. It’s a timeless message that will inspire and motivate you to live a life of significance.
RICK WARREN is the founding pastor of Saddleback Church in Southern California with campuses in major cities around the world. He is the author of The Purpose Driven Life, which has been translated into many languages and sold more than 50 million copies in all formats.